Ezekieri 13:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ndichaparadza rusvingo irworwo rwamakadzurura nesuko runyatsoti pasi ngondongondo zvokuti ugaro hwarwo huchanyatsoti pachena charavanda. Kana rwawa muchaparara mukati marwo. Ndipo pamuchaziva kuti ndini Tenzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Saiɀoɀo ndicakoromora ruȿiŋgo rwamakaʋuwa nesuko, nokuruwisira pasi, kuȿikira nheyo dzarwo dzafukurwa; rucakoromoka, nemi mucapedzwa mukati marwo; ɀino mucaziʋa kuti ndini Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Saizvozvo ndichakoromora rusvingo rwamakavhuwa nesuko, nokuruwisira pasi, kusvikira nheyo dzarwo dzafukurwa; ruchakoromoka, nemi muchaparadzwa mukati marwo; zvino muchaziva kuti ndini Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ndichaparadza rusvingo irworwo rwamakadzurura nesuko runyatsoti pasi ngondongondo zvokuti ugaro hwarwo huchanyatsoti pachena charavanda. Kana rwawa muchaparara mukati marwo. Ndipo pamuchaziva kuti ndini Tenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Ndichaparadza rusvingo irworwo rwamakadzurura nesuko runyatsoti pasi ngondongondo zvokuti ugaro hwarwo huchanyatsoti pachena charavanda. Kana rwawa muchaparara mukati marwo. Ndipo pamuchaziva kuti ndini Tenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Ndichaparadza rusvingo rwawakapenda nependi chena uye ndicharukoromora ndigorusiya rwati ware ware pasi zvokuti nheyo dzarwo dzichasara dzava pachena. Paruchakoromoka, nemi muchaparadzwa murimo; uye muchaziva kuti ndini Jehovha. Viz kapitola |