Ezekieri 12:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 “Nhai mwanakomana womunhu, handiti here iyo imba yaIsiraeri imba yevapanduki yakakubvunzaka kuti, chii chauri kuita? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Mŋanakomana womunhu, imba yaIsraeri, iyo imba inondimukira, haʋana‐kuti kwauri: Unoiteiko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 “Mwanakomana womunhu, imba yaIsiraeri, iyo imba inondimukira, havana kuti kwauri, ‘Unoiteiko?’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 “Nhai mwanakomana womunhu, handiti here iyo imba yaIsiraeri imba yevapanduki yakakubvunzaka kuti, chii chauri kuita? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 “Nhai mwanakomana womunhu, handiti here iyo imba yaIsiraeri imba yevapanduki yakakubvunzaka kuti, chii chauri kuita? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 “Mwanakomana womunhu, imba iyo yokundimukira yaIsraeri haina kukubvunza here kuti, ‘Uri kuiteiko?’ Viz kapitola |