Ezekieri 12:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Saizvozvowo ndakaita sezvandakanga ndanzi ndiite ndikabuda nemidziyo yangu masikati machena semidziyo yenhapwa. Kuzoti mava mumanheru ndakatiginura namaoko angu ndikaboora rusvingo ndikabuda kunze murima ndakatakura nhumbi dzangu pamafudzi ivo vachiona. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ini ndikaita seɀandakarairwa; ndakaɓuɗisa nhumbi dzaŋgu masikati, dzakaita senhumbi dzokutama nadzo, maɗekwana ndikaɓoʋora ruȿiŋgo noruʋoko rwaŋgu; ndakadziɓuɗisa kwaȿiɓa, ndikadzitakura pafudzi raŋgu ʋaciɀiʋona. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Ini ndikaita sezvandakarayirwa; ndakabudisa nhumbi dzangu masikati, dzakaita senhumbi dzokutama nadzo, madekwana ndikabhovhora rusvingo noruoko rwangu; ndakadzibudisa kwasviba, ndikadzitakura pafudzi rangu vachizviona. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Saizvozvowo ndakaita sezvandakanga ndanzi ndiite ndikabuda nemidziyo yangu masikati machena semidziyo yenhapwa. Kuzoti mava mumanheru ndakatiginura namaoko angu ndikaboora rusvingo ndikabuda kunze murima ndakatakura nhumbi dzangu pamafudzi ivo vachiona. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Saizvozvowo ndakaita sezvandakanga ndanzi ndiite ndikabuda nemidziyo yangu masikati machena semidziyo yenhapwa. Kuzoti mava mumanheru ndakatiginura namaoko angu ndikaboora rusvingo ndikabuda kunze murima ndakatakura nhumbi dzangu pamafudzi ivo vachiona. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Saka ndakaita sezvandakarayirwa. Panguva yamasikati ndakabudisa zvinhu zvangu zvarongedzerwa kutama. Zvino panguva yamadekwana ndakaboora masvingo namaoko angu. Ndakabudisa nhumbi dzangu kwasviba, ndakazvitakura pamapfudzi angu ivo vakangotarisa. Viz kapitola |