Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 11:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Ndichakuburitsai mukati maro ndichikuisai mumaoko mevechirudzi ndichiita zvandakatema kuita kwamuri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ini ndicakuɓuɗisai mukati maro, ndicakuisai mumaʋoko aʋatorwa, ndicaita ɀandakatoŋga pakati penyu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Ini ndichakubudisai mukati maro, ndichakuisai mumaoko avatorwa, ndichaita zvandakatonga pakati penyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Ndichakuburitsai mukati maro ndichikuisai mumaoko mevechirudzi ndichiita zvandakatema kuita kwamuri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Ndichakuburitsai mukati maro ndichikuisai mumaoko mevechirudzi ndichiita zvandakatema kuita kwamuri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Ndichakubudisai kunze kweguta ndigokuisai mumaoko avatorwa uye ndichakurangai.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 11:9

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy