Ezekieri 11:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Munotya bakatwaka, ndichakuunzirai bakatwa ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Makatya munondo; ini ndicaʋuyisa munondo pamsoro penyu — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Makatya munondo; ini ndichauyisa munondo pamusoro penyu,’ ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Munotya bakatwaka, ndichakuunzirai bakatwa ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Munotya bakatwaka, ndichakuunzirai bakatwa ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Munotya munondo, zvino munondo ndiwo wandichauyisa kuzokurwisai, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha. Viz kapitola |