Ezekieri 11:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Vamakauraya vakawanda muguta rino mukazadza migwagwa yaro nezvitunha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Makawanza ʋamakaʋuraya muguta rino, makazadza nzira dzaro naʋakaʋurawa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Makawanza vamakauraya muguta rino, makazadza nzira dzaro navakaurawa.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Vamakauraya vakawanda muguta rino mukazadza migwagwa yaro nezvitunha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Vamakauraya vakawanda muguta rino mukazadza migwagwa yaro nezvitunha. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Makauraya vanhu vazhinji muguta rino uye mukazadza nzira dzaro nevakafa. Viz kapitola |