Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 11:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Kupenya kwekuvapo kwaMwari kwakabva pakati peguta kukandomira pagomo riri kumabvazuva eguta.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Kubginya kwaJehova ndokukwira kucibva mukati meguta, ndokumira pamsoro pegomo riri kumabvazuʋa eguta.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Kubwinya kwaJehovha ndokukwira kuchibva mukati meguta, ndokumira pamusoro pegomo riri kumabvazuva eguta.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Kupenya kwekuvapo kwaMwari kwakabva pakati peguta kukandomira pagomo riri kumabvazuva eguta.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Kupenya kwekuvapo kwaMwari kwakabva pakati peguta kukandomira pagomo riri kumabvazuva eguta.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Kubwinya kwaJehovha kwakakwira kuchibva mukati meguta kukandomira pamusoro pegomo nechokumabvazuva kwaro.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 11:23

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy