Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 11:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Mweya wakandisimudza mudenga, wakandiunza kuSuo Guru rokumabvazuva kwemba yaTenzi rakatarisa kumabvazuva. Ipapo ndakaona pamusuo peSuo Guru pacho paine varume makumi maviri navashanu. Ndakaonawo pakati pavo paina Jaazaniya mwanakomana waAzuru naPeratiya mwanakomana waBhenaya, machinda evanhu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino Mŋeya wakandisimudza, ndokundiisa kusuʋo ramabvazuʋa reimba yaJehova, raitarira kumabvazuʋa; ndikaʋona pamukoʋa wesuʋo ʋarume ʋanamakumi maʋiri naʋashanu, ndikaʋona pakati paʋo Jaazania mŋanakomana waAzuri, naPeratia mŋanakomana waBenaia, macinda aʋanhu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino Mweya wakandisimudza, ndokundiisa kusuo ramabvazuva reimba yaJehovha, raitarira kumabvazuva; ndikaona pamukova wesuo varumwe vana makumi maviri navashanu, ndikaona pakati pavo Jaazania mwanakomana waAzuri, naPeratia mwanakomana waBhenaia, machinda avanhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Mweya wakandisimudza mudenga, wakandiunza kuSuo Guru rokumabvazuva kwemba yaTenzi rakatarisa kumabvazuva. Ipapo ndakaona pamusuo peSuo Guru pacho paine varume makumi maviri navashanu. Ndakaonawo pakati pavo paina Jaazaniya mwanakomana waAzuru naPeratiya mwanakomana waBhenaya, machinda evanhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Ipapo Mweya wakandisimudza ukaenda neni pasuo reimba yaJehovha rakatarira kumabvazuva. Pamukova wesuo ipapo, pakanga pane varume makumi maviri navashanu, uye ndakaona pakati pavo Jaazania mwanakomana waAzuri naPeratia mwanakomana waBhenaya, vatungamiri vavanhu.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 11:1

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy