Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 10:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Paakaudza munhu uya akanga akapfeka rineni kuti, tora moto pakati pamavhiri arikutenderera pakati pamakerubhu, akaenda akamira munyasi memavhiri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Ɀino wakati araira murume wakaŋga akafuka muceka, aciti: Tora mŋoto pakati pamakumbo anomonereka, pakati pamakerubi, akapinda, akandomira parutiʋi rwerimŋe gumbo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Zvino akati araira murume akanga akafuka mucheka werineni, achiti, “Tora moto pakati pamakumbo anomonereka, pakati pamakerubhi,” akapinda, akandomira parutivi rwerimwe gumbo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Paakaudza munhu uya akanga akapfeka rineni kuti, tora moto pakati pamavhiri arikutenderera pakati pamakerubhu, akaenda akamira munyasi memavhiri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Paakaudza munhu uya akanga akapfeka rineni kuti, tora moto pakati pamavhiri arikutenderera pakati pamakerubhu, akaenda akamira munyasi memavhiri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Jehovha akati arayira murume akanga akapfeka mucheka wakaisvonaka, achiti, “Tora moto pakati pamavhiri, kubva pamakerubhi,” murume akapinda mukati akamira parutivi rwevhiri.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 10:6

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy