Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 10:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Izvozvo makerubhu aiva amire kumaodzanyemba kwemba iyoyo pakapindamo munhu uya; gore rakazadza nhandare iya yomukatikati.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ɀino makerubi akaŋga amire parutiʋi rworudyi rweimba, paŋguʋa yokupinda kwomurume uyu; gore rikazadza ruʋazhe rwomukati.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Zvino makerubhi akanga amire parutivi rworudyi rweimba, panguva yokupinda kwomurume uyu; gore rikazadza ruvanze rwomukati.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Izvozvo makerubhu aiva amire kumaodzanyemba kwemba iyoyo pakapindamo munhu uya; gore rakazadza nhandare iya yomukatikati.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Izvozvo makerubhu aiva amire kumaodzanyemba kwemba iyoyo pakapindamo munhu uya; gore rakazadza nhandare iya yomukatikati.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Zvino makerubhi akanga akamira parutivi rwezasi kwetemberi murume paakapinda, uye gore rakazadza ruvazhe rwomukati.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 10:3

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy