Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 10:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Zvino kufanana kwouso hwawo, hwakanga hwakangoita sehwandakaona chaihwo pedyo norwizi rwaKebhari. Zvaifamba zvakananga pazvakananga chete.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Kana ɀiri ɀiso ɀaʋo pakuʋonekwa kwaɀo, ɀakaŋga ɀiri ɀiso ɀiya ɀandakaʋona parwizi rwaKebari, pakuʋonekwa kwaɀo naiɀo ɀimene; rimŋe nerimŋe rairuramira mberi pakufamba kwaro.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Kana zviri zviso zvavo pakuonekwa kwazvo, zvakanga zviri zviso zviya zvandakaona parwizi rwaKebhari, pakuonekwa kwazvo naizvo zvimene; rimwe nerimwe rairuramira mberi pakufamba kwaro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Zvino kufanana kwouso hwawo, hwakanga hwakangoita sehwandakaona chaihwo pedyo norwizi rwaKebhari. Zvaifamba zvakananga pazvakananga chete.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Zvino kufanana kwouso hwawo, hwakanga hwakangoita sehwandakaona chaihwo pedyo norwizi rwaKebhari. Zvaifamba zvakananga pazvakananga chete.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Zviso zvawo zvakanga zvichiratidzika sezviya zvandakanga ndamboona paRwizi rweKebhari. Chimwe nechimwe chaifamba chakananga mberi.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 10:22

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy