Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 10:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Hwaingova hwese, achiti akati mbikiti akamira, mavhiri amirawo. Paaikwira mudenga, mavhiri aibva akwirawo mudenga nawo nokuti mweya wezvisikwa zvipenyu zviya wakanga uri maari.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Kana omira naiwo omira ʋo; kana obururuka acikwira naiwo obururuka ʋo acikwira nawo; nokuti mŋeya wecipenyu wakaŋga uri mukati mawo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Kana omira naiwo omirawo; kana obhururuka achikwira naiwo obhururukawo achikwira nawo; nokuti mweya wechipenyu wakanga uri mukati mawo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Hwaingova hwese, achiti akati mbikiti akamira, mavhiri amirawo. Paaikwira mudenga, mavhiri aibva akwirawo mudenga nawo nokuti mweya wezvisikwa zvipenyu zviya wakanga uri maari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Hwaingova hwese, achiti akati mbikiti akamira, mavhiri amirawo. Paaikwira mudenga, mavhiri aibva akwirawo mudenga nawo nokuti mweya wezvisikwa zvipenyu zviya wakanga uri maari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Kana makerubhi akamira, iwo aimirawo; uye makerubhi akabhururuka, iwo aisimuka pamwe chete nawo, nokuti mweya wezvisikwa zvipenyu wakanga uri maari.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 10:17

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy