Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 10:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Zvino makerubhu paaifamba, mavhiri aifamba ari pamativi awo. Painge makerubhu asumudza mapapiro awo kuti akwire mudenga achibva pasi, mavhiri haaimbobva parutivi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Ɀino kana makerubi ofamba, makumbo eŋgoro ofamba kurutiʋi rwawo; kana makerubi aciŋge osimudza mapapiro awo aciɗa kubururuka acibva panyika, namakumbo awo ʋo haana‐kubva kurutiʋi rwawo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Zvino kana makerubhi ofamba, makumbo engoro ofamba kurutivi rwawo; kana makerubhi achinge osimudza mapapiro awo achida kubhururuka achibva panyika, namakumbo awowo haana kubva kurutivi rwawo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Zvino makerubhu paaifamba, mavhiri aifamba ari pamativi awo. Painge makerubhu asumudza mapapiro awo kuti akwire mudenga achibva pasi, mavhiri haaimbobva parutivi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Zvino makerubhu paaifamba, mavhiri aifamba ari pamativi awo. Painge makerubhu asumudza mapapiro awo kuti akwire mudenga achibva pasi, mavhiri haaimbobva parutivi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Makerubhi aiti ofamba, mavhiri aiva parutivi rwawo ofambawo; makerubhi aiti akatambanudza mapapiro awo kuti abhururuke kubva pasi, mavhiri akanga asingabvi parutivi rwawo.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 10:16

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy