Ezekieri 10:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Zvino mavhiri iwayo ndakanzwa achidaidzwa kunzi kuvhiririka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Kana ari makumbo, ndakanzwa acitumidzwa ɀinomonereka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Kana ari makumbo, ndakanzwa achitumidzwa zvinomonereka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Zvino mavhiri iwayo ndakanzwa achidaidzwa kunzi kuvhiririka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Zvino mavhiri iwayo ndakanzwa achidaidzwa kunzi kuvhiririka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Ndakanzwa mavhiri achitumidzwa zita rokuti “mavhiri okumonereka.” Viz kapitola |