Ezekieri 1:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Kwose zvako kwainge kuchienda mweya izvo zvaiendawo, mavhiri acho aibva angosumukawo pamwechete nazvo nokuti mweya wezvisikwa zvipenyu izvozvo wakanga uri mumavhiri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Pose‐pose kwaiɗa kufamba mŋeya, ndiko kwaɀaifamba, iko kwaiɗa kufamba mŋeya; makumbo ndokukwidzwa pamŋe cete naɀo, nokuti mŋeya wecipenyu wakaŋga uri mumakumbo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Pose-pose kwaida kufamba mweya, ndiko kwazvaifamba, makumbo ndokukwidzwa pamwechete nazvo, nokuti mweya wechipenyu wakanga uri mumakumbo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Kwose zvako kwainge kuchienda mweya izvo zvaiendawo, mavhiri acho aibva angosumukawo pamwechete nazvo nokuti mweya wezvisikwa zvipenyu izvozvo wakanga uri mumavhiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Kwose zvako kwainge kuchienda mweya izvo zvaiendawo, mavhiri acho aibva angosumukawo pamwechete nazvo nokuti mweya wezvisikwa zvipenyu izvozvo wakanga uri mumavhiri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Kwose kwaienda mweya, zvaiendawo, uye mavhiri aisimuka pamwe chete nazvo, nokuti mweya wezvisikwa zvipenyu wakanga uri mumavhiri. Viz kapitola |