Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 1:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Paainge ofamba, aifamba akananga chero kune rimwe divi ramativi mana awo, achienda zvisingatendeuki.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Pakufamba kwawo akafamba kumatiʋi awo manna; haana‐kutsauka pakufamba kwawo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Pakufamba kwawo akafamba kumativi awo mana; haana kutsauka pakufamba kwawo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Paainge ofamba, aifamba akananga chero kune rimwe divi ramativi mana awo, achienda zvisingatendeuki.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Paainge ofamba, aifamba akananga chero kune rimwe divi ramativi mana awo, achienda zvisingatendeuki.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Pakufamba kwazvo, zvaigona kuenda neimwe yenzira ina dzakanga dzakatariswa nezvisikwa zvina; mavhiri akanga asingatsauki zvisikwa pazvaifamba.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 1:17

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy