Ezekieri 1:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Zvinhu zvipenyu zviya zvaimhanya-mhanyawo sokupenya kwemheni. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀipenyu ɀaimhanya ɀicidzoka, ɀakafanana nokupenya kwemheni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Zvipenyu zvaimhanya zvichidzoka, zvakafanana nokupenya kwemheni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Zvinhu zvipenyu zviya zvaimhanya-mhanyawo sokupenya kwemheni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Zvinhu zvipenyu zviya zvaimhanya-mhanyawo sokupenya kwemheni. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Zvisikwa zvaimhanya zvichienda mberi zvichidzoka semheni inopenya. Viz kapitola |