Ezekieri 1:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Zvakaitika kuti mugore rechimakumi matatu mumwedzi wechina pazuva rechishanu romwedzi iwoyo pandakanga ndiri pakati penhapwa pedyo nerwizi rweKebhari, denga rakazaruka ndikaona zviratidzo zvaMwari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino negore ramakumi matatu, nomŋedzi wecinna, nezuʋa recishanu romŋedzi, ini ndiri pakati paʋakatapxa parwizi rwaKebari, kuɗeŋga kwakazarurwa, ndikaʋona ɀandakaratidzwa ɀaMŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino negore ramakumi matatu, nomwedzi wechina, nezuva rechishanu romwedzi, ini ndiri pakati pavakatapwa parwizi rwaKebhari, kudenga kwakazarurwa, ndikaona zvandakaratidzwa zvaMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Zvakaitika kuti mugore rechimakumi matatu mumwedzi wechina pazuva rechishanu romwedzi iwoyo pandakanga ndiri pakati penhapwa pedyo nerwizi rweKebhari, denga rakazaruka ndikaona zviratidzo zvaMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Zvakaitika kuti mugore rechimakumi matatu mumwedzi wechina pazuva rechishanu romwedzi iwoyo pandakanga ndiri pakati penhapwa pedyo nerwizi rweKebhari, denga rakazaruka ndikaona zviratidzo zvaMwari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Mugore ramakumi matatu, nomwedzi wechina pazuva rechishanu, ndiri pakati pavakatapwa, paRwizi rweKebhari, matenga akazarurwa, ndikaona zviratidzo zvaMwari. Viz kapitola |