Eksodo 9:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Tenzi akataurira Mosesi naAroni achiti, “Endai munokore dota muchoto, Mosesi arimwaye mudenga Farao achiona. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino Jehova akati kunaMosesi naAroni: Torai tsama dzamaɗota ecoto, Mosesi aakushire kuɗeŋga pamberi paFarao. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi naAroni, “Torai tsama dzamadota echoto, Mosesi aakushire kudenga pamberi paFarao. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Tenzi akataurira Mosesi naAroni achiti, “Endai munokore dota muchoto, Mosesi arimwaye mudenga Farao achiona. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Tenzi akataurira Mosesi naAroni achiti, “Endai munokore dota muchoto, Mosesi arimwaye mudenga Farao achiona. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi naAroni, “Torai tsama dzamadota kubva pachoto mugoita kuti Mozisi aakushe mumhepo pamberi paFaro. Viz kapitola |