Eksodo 9:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Sokureva kwakaita Tenzi nomuromo waMosesi, Farao akaomesa mwoyo akaramba kubvumidza vaIsiraeri kuti vaende. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Mŋoyo waFarao ukawomeswa, akasatendera ʋana ʋaIsraeri kuenda; seɀakaŋga ɀarebga naJehova nomuromo waMosesi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200235 Mwoyo waFarao ukaomeswa, akasatendera vana vaIsiraeri kuenda; sezvakanga zvarehwa naJehovha nomuromo waMosesi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Sokureva kwakaita Tenzi nomuromo waMosesi, Farao akaomesa mwoyo akaramba kubvumidza vaIsiraeri kuti vaende. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona35 Sokureva kwakaita Tenzi nomuromo waMosesi, Farao akaomesa mwoyo akaramba kubvumidza vaIsiraeri kuti vaende. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Saka mwoyo waFaro wakaoma uye akasada kutendera vaIsraeri kuenda, sokutaura kwakanga kwaita Jehovha kubudikidza naMozisi. Viz kapitola |