Online Bible

- Reklamy -

Eksodo 9:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Tikumbirireiwo kuna Tenzi nokuti kutinhira kwemheni yaMwari nechimvuramahwe zvanyanya. Zvino ndava kukubvumirai kuenda, handichakurambidzai.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Nyeŋgeterai kunaJehova, nokuti kutinhira kukuru kwaMŋari necimvuramabge ɀariŋgana; ndicakutenderai kuenda, murege kugara.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

28 Nyengeterai kuna Jehovha, nokuti kutinhira kukuru kwaMwari nechimvuramabwe zvaringana; ndichakutenderai kuenda, murege kugara.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Tikumbirireiwo kuna Tenzi nokuti kutinhira kwemheni yaMwari nechimvuramahwe zvanyanya. Zvino ndava kukubvumirai kuenda, handichakurambidzai.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Tikumbirireiwo kuna Tenzi nokuti kutinhira kwemheni yaMwari nechimvuramahwe zvanyanya. Zvino ndava kukubvumirai kuenda, handichakurambidzai.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Nyengeterai kuna Jehovha, nokuti kutinhira nechimvuramabwe zvanyanya. Ndichakutenderai kuti muende; hamuchafaniri kuramba mugerezve muno.”

Viz kapitola kopírovat

Eksodo 9:28

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy