Eksodo 9:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Iwe uri kuramba uchingozvikudza zvako, hausiri kuda kubvumidza vanhu vangu kuenda. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ɀino ucaramba uciŋgoɀikudza ucirwa naʋanhu ʋaŋgu, usiŋgaɗi kuʋatendera kuenda here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Zvino ucharamba uchingozvikudza uchirwa navanhu vangu, usingadi kuvatendera kuenda here? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Iwe uri kuramba uchingozvikudza zvako, hausiri kuda kubvumidza vanhu vangu kuenda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Iwe uri kuramba uchingozvikudza zvako, hausiri kuda kubvumidza vanhu vangu kuenda. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Iwe wakazvigadzirira kurwa navanhu vangu uye haudi kuvatendera kuti vaende. Viz kapitola |