Eksodo 8:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Mosesi akabva pana Farao akandonamata kuna Tenzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Ipapo Mosesi akaɓuɗa kunaFarao, akandonyeŋgetera kunaJehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Ipapo Mosesi akabuda kuna Farao, akandonyengetera kuna Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Mosesi akabva pana Farao akandonamata kuna Tenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Mosesi akabva pana Farao akandonamata kuna Tenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Ipapo akabva pana Faro akandonyengetera kuna Jehovha, Viz kapitola |