Eksodo 7:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Farao akabva adzokera zvake kumba kwake asina hanya kunyange nezvizvi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ipapo Farao akadzoka, akapinda mumba make; haana‐kuraŋgarira necinhu ici ʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Ipapo Farao akadzoka, akapinda mumba make; haana kurangarira nechinhu ichiwo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Farao akabva adzokera zvake kumba kwake asina hanya kunyange nezvizvi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Farao akabva adzokera zvake kumba kwake asina hanya kunyange nezvizvi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Asi akadzokera mumuzinda wake, uye haana kunyange kuzviisa mumwoyo make. Viz kapitola |