Eksodo 7:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Tenzi akataurira Mosesi achiti, “Farao aomesa mwoyo ari kuramba kuti vaIsiraeri vaende. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino Jehova akati kunaMosesi: Mŋoyo waFarao mukukutu, haaɗi kutendera ʋanhu kuenda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Mwoyo waFarao mukukutu, haadi kutendera vanhu kuenda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Tenzi akataurira Mosesi achiti, “Farao aomesa mwoyo ari kuramba kuti vaIsiraeri vaende. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Tenzi akataurira Mosesi achiti, “Farao aomesa mwoyo ari kuramba kuti vaIsiraeri vaende. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, “Mwoyo waFaro mukukutu; haabvumi kuti vanhu vaende. Viz kapitola |