Eksodo 6:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Vanakomana vaKora ndiAsiri naErikana naAbhiasafu. Ivava ndivo madzitateguru omumhuri yokwaKora. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ʋanakomana ʋaKora ʋaiʋa Asiri, naErikana, naAbiasafi; ndiʋo ʋedzimba dzaʋaKora. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Vanakomana vaKora vaiva Asiri, naErikana, naAbhiasafi; ndivo vedzimba dzavaKora. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Vanakomana vaKora ndiAsiri naErikana naAbhiasafu. Ivava ndivo madzitateguru omumhuri yokwaKora. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Vanakomana vaKora ndiAsiri naErikana naAbhiasafu. Ivava ndivo madzitateguru omumhuri yokwaKora. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Vanakomana vaKora vaiva Asiri, Erikana naAbhiasafu. Idzi ndidzo dzaiva dzimba dzavaKora. Viz kapitola |