Eksodo 6:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Vanakomana vaMerari ndiMahiri naMushi. Ivava ndivo madzitateguru omudzinza rokwaRevhi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ʋanakomana ʋaMerari ʋaiʋa Makri, naMushi. Ndiʋo ʋedzimba dzaʋaRevi pamarudzi aʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Vanakomana vaMerari vaiva Makiri, naMushi. Ndivo vedzimba dzavaRevhi pamarudzi avo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Vanakomana vaMerari ndiMahiri naMushi. Ivava ndivo madzitateguru omudzinza rokwaRevhi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Vanakomana vaMerari ndiMahiri naMushi. Ivava ndivo madzitateguru omudzinza rokwaRevhi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Vanakomana vaMerari vaiva Mari naMushi. Idzi ndidzo dzaiva dzimba dzaRevhi sokunyorwa kwadzo. Viz kapitola |