Eksodo 40:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Akaunza bhokisi iri mutendhe rinoera ndokuturika jira rechidzikatiro rikadzikatidza bhokisi rechitenderano, sokuudzwa kwaakanga aitwa naTenzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 akapinza areka mutabernakeri, akarembedza cidzitiro cokudzitira naco, akadzitira areka yecipupuriro; seɀakaŋga ɀarairwa Mosesi naJehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 akapinza areka mutabhenakeri, akarembedza chidzitiro chokudzitira nacho, akadzitira areka yechipupuriro; sezvakanga zvarairwa Mosesi naJehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Akaunza bhokisi iri mutendhe rinoera ndokuturika jira rechidzikatiro rikadzikatidza bhokisi rechitenderano, sokuudzwa kwaakanga aitwa naTenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Akaunza bhokisi iri mutendhe rinoera ndokuturika jira rechidzikatiro rikadzikatidza bhokisi rechitenderano, sokuudzwa kwaakanga aitwa naTenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Ipapo akauyisa areka mutabhenakeri ndokuturika chidzitiro chokufukidzira akafukidza areka yeChipupuriro, sokurayira kwakaita Jehovha. Viz kapitola |