Eksodo 40:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Mosesi akamisa tendhe rinoera, akaronga zvigadzikiro zvaro, akamisa mapango aro akavezwa, akaisawo mbariro dzaro, akamisa mbiru dzaro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Mosesi akamisa tabernakeri, akaisa ɀigadziko ɀayo, akamisa mapuraŋga ayo, akaisa mbariro dzayo, nokumisa mbiru dzayo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Mosesi akamisa tabhenakeri, akaisa zvigadziko zvayo, akamisa mapuranga ayo, akaisa mbariro dzayo, nokumisa mbiru dzayo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Mosesi akamisa tendhe rinoera, akaronga zvigadzikiro zvaro, akamisa mapango aro akavezwa, akaisawo mbariro dzaro, akamisa mbiru dzaro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Mosesi akamisa tendhe rinoera, akaronga zvigadzikiro zvaro, akamisa mapango aro akavezwa, akaisawo mbariro dzaro, akamisa mbiru dzaro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Mozisi akati amisa tabhenakeri, akaisa zvigadziko panzvimbo yazvo, akadzika mapuranga, akapinza mbariro uye akamisa matanda. Viz kapitola |