Eksodo 4:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Tenzi akati kuna Mosesi, “Tambanudza ruoko rwako uibate nokumuswe kwayo.” Mosesi akaibata ikava tsvimbo zvakare. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀino Jehova akati kunaMosesi: Tambanudza ruʋoko rwako, uiɓate parumhinda; (iye akatambanudza ruʋoko rwake, akaiɓata, ikashanduka tȿimbo muruʋoko rwake); Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Tambanudza ruoko rwako, uibate parumhinda; (iye akatambanudza ruoko rwake, akaibata, ikashanduka kuvatsvimbo muruoko rwake); Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Tenzi akati kuna Mosesi, “Tambanudza ruoko rwako uibate nokumuswe kwayo.” Mosesi akaibata ikava tsvimbo zvakare. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Tenzi akati kuna Mosesi, “Tambanudza ruoko rwako uibate nokumuswe kwayo.” Mosesi akaibata ikava tsvimbo zvakare. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Ipapo Jehovha akati kwaari, “Tambanudza ruoko ugoibata nokumuswe.” Saka Mozisi akatambanudza ruoko ndokubata nyoka uye ikadzokera pakare pakuva tsvimbo muruoko rwake. Viz kapitola |