Eksodo 4:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Mosesi akaudza Aroni mashoko aTenzi aakatumwa nawo kuIjipiti, akamutaurirawo zviratidzo zvose zvaakaudzwa kundoita. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Ipapo Mosesi akaʋudza Aroni mashoko ose aJehova, aakaŋga amutuma nawo, neɀiratidzo ɀose ɀaakaŋga amuraira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Ipapo Mosesi akaudza Aroni mashoko ose aJehovha, aakanga amutuma nawo, nezviratidzo zvose zvaakanga amuraira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Mosesi akaudza Aroni mashoko aTenzi aakatumwa nawo kuIjipiti, akamutaurirawo zviratidzo zvose zvaakaudzwa kundoita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Mosesi akaudza Aroni mashoko aTenzi aakatumwa nawo kuIjipiti, akamutaurirawo zviratidzo zvose zvaakaudzwa kundoita. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Ipapo Mozisi akaudza Aroni zvinhu zvose zvaakanga atumwa naJehovha kuti azozvitaura, uyewo pamusoro pezvishamiso zvose zvaakanga amurayira kuti aite. Viz kapitola |