Eksodo 4:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Iwe unofanira kundotaurira Farao kuti, ‘Zvanzi naTenzi: Isiraeri ndiye mwanakomana wangu wedangwe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ɀino undoti kunaFarao: Ɀanzi naJehova: Israeri, mŋanakomana waŋgu, iɗaŋgwe raŋgu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Zvino undoti kuna Farao, ‘Zvanzi naJehovha, Isiraeri, mwanakomana wangu, idangwe rangu’; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Iwe unofanira kundotaurira Farao kuti, ‘Zvanzi naTenzi: Isiraeri ndiye mwanakomana wangu wedangwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Iwe unofanira kundotaurira Farao kuti, ‘Zvanzi naTenzi: Isiraeri ndiye mwanakomana wangu wedangwe. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Ipapo uti kuna Faro, ‘Zvanzi naJehovha: Israeri ndiye mwanakomana wangu wedangwe, Viz kapitola |