Eksodo 39:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Vakagadzira tucheni tuviri twakakoswa twendarama chaiyo yakanakisisa vakatuisa panyembe iye yapadundundu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Napahomboɗo akaita ɀiketani ɀakafanana norwonzi rwendarama yakamoniwa yakaiȿo‐naka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Napahombodo akaita zviketani zvakafanana norwonzi rwendarama yakamoniwa yakaisvonaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Vakagadzira tucheni tuviri twakakoswa twendarama chaiyo yakanakisisa vakatuisa panyembe iye yapadundundu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Vakagadzira tucheni tuviri twakakoswa twendarama chaiyo yakanakisisa vakatuisa panyembe iye yapadundundu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Chidzitiro chechipfuva vakachiitirawo uketani hwakarukwa negoridhe rakaisvonaka, rwakaita setambo. Viz kapitola |