Online Bible

- Reklamy -

Eksodo 38:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Kuchamhembe, kwaiva nourefu hwaiita mamita makumi mana ana mamita mana, akaita mapango awo makumi maviri, nezvigadzikiro zvawo zvendarira makumiwo maviri. Asi zvipikiri nembariro dzokupfekera machira iwayo zvakanga zviri zvesirivha.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Kurutiʋi rwokumsoro kwaiʋa namakubiti anezana, nembiru dzayo dzinamakumi maʋiri, neɀigadziko ɀadzo ɀinamakumi maʋiri ɀendarira, neɀikorekedzo ɀembiru neɀindori ɀadzo ɀaiʋa ɀesirveri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Kurutivi rwokumusoro kwaiva namakubhiti ane zana, nembiru dzayo dzina makumi maviri, nezvigadziko zvadzo zvina makumi maviri zvendarira, nezvikorekedzo zvembiru nezvindori zvadzo zvaiva zvesirivha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Kuchamhembe, kwaiva nourefu hwaiita mamita makumi mana ana mamita mana, akaita mapango awo makumi maviri, nezvigadzikiro zvawo zvendarira makumiwo maviri. Asi zvipikiri nembariro dzokupfekera machira iwayo zvakanga zviri zvesirivha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Kuchamhembe, kwaiva nourefu hwaiita mamita makumi mana ana mamita mana, akaita mapango awo makumi maviri, nezvigadzikiro zvawo zvendarira makumiwo maviri. Asi zvipikiri nembariro dzokupfekera machira iwayo zvakanga zviri zvesirivha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Rutivi rwokumusorowo rwakanga runa makubhiti zana pakureba uye rwakanga rune matanda makumi maviri nezvigadziko zvendarira, ine zvikorekedzo zvesirivha nezvisungo pamusoro pamatanda.

Viz kapitola kopírovat

Eksodo 38:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy