Eksodo 36:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Akagadzira zvikochekero makumi mashanu zvomundarira zvokubatanidza nazvo machira maviri iwayo pamwechete kuita zijira rimwechete. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Akaita ʋo ɀikorekedzo ɀinamakumi mashanu ɀendarira ɀokuɓatanidza tente, kuti ciʋe cinhu cimŋe cete. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Akaitawo zvikorekedzo zvina makumi mashanu zvendarira zvokubatanidza tende, kuti chive chinhu chimwe chete. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Akagadzira zvikochekero makumi mashanu zvomundarira zvokubatanidza nazvo machira maviri iwayo pamwechete kuita zijira rimwechete. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Akagadzira zvikochekero makumi mashanu zvomundarira zvokubatanidza nazvo machira maviri iwayo pamwechete kuita zijira rimwechete. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Vakaita zvikorekedzo zvendarira makumi mashanu kuti zvisunganidze tende pamwe chete zvive sechinhu chimwe chete. Viz kapitola |