Eksodo 34:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Tenzi akaudza Mosesi kuti, “Nyora mashoko aya andareva nokuti ndiwo hwaro hwechitenderano chandakaita newe neIsiraeri.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ɀino Jehova akati kunaMosesi: Nyora mashoko iwaya, nokuti ndaita suŋgano newe naʋaIsraeri seɀinoreʋa mashoko iwaya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Nyora mashoko iwaya, nokuti ndaita sungano newe navaIsiraeri sezvinoreva mashoko iwaya.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Tenzi akaudza Mosesi kuti, “Nyora mashoko aya andareva nokuti ndiwo hwaro hwechitenderano chandakaita newe neIsiraeri.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Tenzi akaudza Mosesi kuti, “Nyora mashoko aya andareva nokuti ndiwo hwaro hwechitenderano chandakaita newe neIsiraeri.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, “Nyora mashoko aya, nokuti maererano namashoko aya ndaita sungano newe uye neIsraeri.” Viz kapitola |