Eksodo 34:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 “Chengeta mazuva makuru anonzi mazuva aMavhiki, mazuva ekoroni yokutanga. Chengetawo mazuva okupemberera kukohwa pakupera kwegore. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Unofanira kuraŋgarira mutambo wamaviki, weɀitȿa ɀekoroni inokohwiwa, nomutambo wokuʋuŋganidza pakupera kwegore. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Unofanira kurangarira mutambo wamavhiki, wezvitsva zvekoroni inokohwiwa, nomutambo wokuunganidza pakupera kwegore. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 “Chengeta mazuva makuru anonzi mazuva aMavhiki, mazuva ekoroni yokutanga. Chengetawo mazuva okupemberera kukohwa pakupera kwegore. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 “Chengeta mazuva makuru anonzi mazuva aMavhiki, mazuva ekoroni yokutanga. Chengetawo mazuva okupemberera kukohwa pakupera kwegore. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 “Mupemberere Mutambo weMavhiki nezvibereko zvokutanga zvegorosi yakohwewa, uye Mutambo woKuunganidza pakupera kwegore. Viz kapitola |