Eksodo 33:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Asi akati, “Haugone kuona chiso changu nokuti hakuna munhu angandione akaramba ari mupenyu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Akati ʋo: Hauŋgaʋoni ciso caŋgu, nokuti hakunomunhu uŋgandiʋona, akazorarama. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Akatiwo, “Haungaoni chiso changu, nokuti hakuna munhu angandiona, akazorarama.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Asi akati, “Haugone kuona chiso changu nokuti hakuna munhu angandione akaramba ari mupenyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Asi akati, “Haugone kuona chiso changu nokuti hakuna munhu angandione akaramba ari mupenyu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Akati, “Asi haugoni kuona chiso changu, nokuti hapana munhu angandiona uye akararama.” Viz kapitola |