Eksodo 32:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Mosesi akati, “Nhasi imi vaRevhi manyatsozvipira kuita basa raTenzi nokuti mateerera shoko rake pamauraya vanakomana venyu nehama dzenyu kuti akukomborerei nhasi uno.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Ɀino Mosesi akati: Ɀiparadzanisei nhasi kunaJehova, kuti munhu mumŋe nomumŋe arwe nomŋanakomana wake ʋuye nehama yake, kuti akuropafadzei nhasi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Zvino Mosesi akati, “Zviparadzanisei nhasi kuna Jehovha, kuti munhu mumwe nomumwe arwe nomwanakomana wake uye nehama yake, kuti akuropafadzei nhasi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Mosesi akati, “Nhasi imi vaRevhi manyatsozvipira kuita basa raTenzi nokuti mateerera shoko rake pamauraya vanakomana venyu nehama dzenyu kuti akukomborerei nhasi uno.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Mosesi akati, “Nhasi imi vaRevhi manyatsozvipira kuita basa raTenzi nokuti mateerera shoko rake pamauraya vanakomana venyu nehama dzenyu kuti akukomborerei nhasi uno.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Ipapo Mozisi akati, “Imi matsaurirwa Jehovha nhasi, nokuti makanga muchirwa navanakomana venyu uye nehama dzenyu, uye akuropafadzai nhasi.” Viz kapitola |