Online Bible

- Reklamy -

Eksodo 30:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Mazuva ose, Aroni paanofumira kundogadziridza marambi, ngaapise rusenzi runonhuhwira paatari iyoyo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Aroni unofanira kupisa pamsoro payo ɀinonhuwira ɀemiti yakanaka; ŋgaaɀipise maŋgwanani ose, kana acigadzira mŋenje.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Aroni anofanira kupisa pamusoro payo zvinonhuwira zvemiti yakanaka; ngaazvipise mangwanani ose, kana achigadzira mwenje.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Mazuva ose, Aroni paanofumira kundogadziridza marambi, ngaapise rusenzi runonhuhwira paatari iyoyo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Mazuva ose, Aroni paanofumira kundogadziridza marambi, ngaapise rusenzi runonhuhwira paatari iyoyo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 “Aroni anofanira kupisa zvinonhuhwira pamusoro pearitari mangwanani oga oga paanogadzira mwenje.

Viz kapitola kopírovat

Eksodo 30:7

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy