Eksodo 30:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Kuwana anogadzira mafuta akaita saiwaya kana kudira mafuta anoera aya pamunhu asiri mupristi, munhu iyeyo ngaachekaniswe ukama navaIsiraeri.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Aninani unoveŋganisa mafuta akafanana nawo, ʋuye aninani unoisa mamŋe awo pamutorwa, ŋgaabviswe pakati porudzi rwake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Ani naani unovhenganisa mafuta akafanana nawo, uye ani naani unoisa mamwe awo pamutorwa, ngaabviswe pakati porudzi rwake.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Kuwana anogadzira mafuta akaita saiwaya kana kudira mafuta anoera aya pamunhu asiri mupristi, munhu iyeyo ngaachekaniswe ukama navaIsiraeri.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Kuwana anogadzira mafuta akaita saiwaya kana kudira mafuta anoera aya pamunhu asiri mupristi, munhu iyeyo ngaachekaniswe ukama navaIsiraeri.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Ani naani anoita mafuta anonhuhwira akafanana nawo uye ani naani anoaisa pamunhu upi zvake kunze kwomuprista anofanira kubviswa pakati pavanhu vokwake.’ ” Viz kapitola |