Online Bible

- Reklamy -

Eksodo 30:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Kamwechete pagore, Aroni ngaapire mupiro wokupfupira zvitadzo. Ngaatore ropa rechibayiro chokupfupira zvitadzo arizore pazvinhu zviye zvinenge nyanga zviri pamusoro peatari. Ngazvigaroitwa gore negore pazvizvarwa zvenyu zvose. Atari iyoyo ngaive inoeresesa iatari kuneni Tenzi.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Aroni unofanira kuyananisa panyaŋga dzayo kamŋe cete pagore; unofanira kuyananisa pamsoro payo kamŋe cete pagore, neropa recipiriso ceɀiʋi cinoyananisa, kuȿikira kumarudzi enyu ose; cinhu citȿene kwaɀo kunaJehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Aroni anofanira kuyananisa panyanga dzayo kamwe chete pagore; anofanira kuyananisa pamusoro payo kamwe chete pagore, neropa rechipiriso chezvivi chinoyananisa, kusvikira kumarudzi enyu ose; chinhu chitsvene kwazvo kuna Jehovha.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Kamwechete pagore, Aroni ngaapire mupiro wokupfupira zvitadzo. Ngaatore ropa rechibayiro chokupfupira zvitadzo arizore pazvinhu zviye zvinenge nyanga zviri pamusoro peatari. Ngazvigaroitwa gore negore pazvizvarwa zvenyu zvose. Atari iyoyo ngaive inoeresesa iatari kuneni Tenzi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Aroni achaita yananiso panyanga idzi kamwe chete pagore. Yananiso yapagore iyi inofanira kuitwa neropa rokuyananisa rechipiriso chechivi kusvikira kuzvizvarwa zvinotevera. Chitsvene-tsvene kuna Jehovha.”

Viz kapitola kopírovat

Eksodo 30:10

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy