Eksodo 28:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Ngaive yakapetwa ruviri iine mativi mana akaenzana. Kureba nokufara kwayo ngakuite masendimita makumi maviri ana maviri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ŋgaiʋe nenhiʋi inna dzakaenzana, dzakaita mheto mbiri; kureɓa kwayo kuite sapanoȿika minwe, noʋupamhi bgayo sapanoȿika minwe ʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Ngaive nenhivi ina dzakaenzana, dzakaita mheto mbiri; kureba kwayo kuite sapanosvika minwe, noupamhi hwayo sapanosvika minwewo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Ngaive yakapetwa ruviri iine mativi mana akaenzana. Kureba nokufara kwayo ngakuite masendimita makumi maviri ana maviri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Ngaive yakapetwa ruviri iine mativi mana akaenzana. Kureba nokufara kwayo ngakuite masendimita makumi maviri ana maviri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Ngachienzane mativi ose ari mana, kureba kwacho sechanza choruoko uye upamhi hwakaita sechanza choruoko, uye chipetwe kaviri. Viz kapitola |