Eksodo 27:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Pakutakura atari, mapango iwayo ndookuitakurisa, ngaapfekerwe mumaringi ari mumativi ayo maviri akati uku rimwe uku rimwe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Matanda iwayo aiswe muɀindori, matanda agoʋa panhiʋi mbiri dzeartari kana ʋoitakura. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Matanda iwayo aiswe muzvindori, matanda agova panhivi mbiri dzeatari kana voitakura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Pakutakura atari, mapango iwayo ndookuitakurisa, ngaapfekerwe mumaringi ari mumativi ayo maviri akati uku rimwe uku rimwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Pakutakura atari, mapango iwayo ndookuitakurisa, ngaapfekerwe mumaringi ari mumativi ayo maviri akati uku rimwe uku rimwe. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Matanda aya anofanira kupinzwa mukati memhete kuti agova kumativi maviri earitari painenge yotakurwa. Viz kapitola |