Online Bible

- Reklamy -

Eksodo 27:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Hwasha hwenhandare iyoyo kumabvazuva, kune musuo wayo, ngakuite mamita makumi maviri ana maviri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Napaʋupamhi bgoruʋazhe kurutiʋi rwamabvazuʋa, kunotarira kumabvazuʋa, ŋgakuʋe namakubiti anamakumi mashanu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Napaupamhi hworuvazhe kurutivi rwamabvazuva, kunotarira kurutivi rwamabvazuva, kunotara kumabvazuva, ngakuve namakubhiti ana makumi mashanu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Hwasha hwenhandare iyoyo kumabvazuva, kune musuo wayo, ngakuite mamita makumi maviri ana maviri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Hwasha hwenhandare iyoyo kumabvazuva, kune musuo wayo, ngakuite mamita makumi maviri ana maviri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Kumucheto nechokumabvazuva kwakatarisana nokunobuda nezuva, upamhi hworuvazhe hunofanira kuva makubhiti makumi mashanu.

Viz kapitola kopírovat

Eksodo 27:13

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy