Eksodo 27:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Hwasha hwenhandare iyoyo kumadokero, ngakuve namachira okudzikatirisa ana mamita makumi maviri namaviri kureba namapango gumi ane zvigadzikiro zvawo gumi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Paʋupamhi bgoruʋazhe kurutiʋi rwamaʋirazuʋa panofanira kuʋa nemiceka yakarembedzwa inamakubiti makumi mashanu, nembiru dzinegumi neɀigadziko ɀadzo ɀinegumi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Paupamhi hworuvazhe kurutivi rwamavirazuva panofanira kuva nemicheka yakarembedzwa ina makubhiti makumi mashanu, nembiru dzinegumi nezvigadziko zvadzo zvine gumi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Hwasha hwenhandare iyoyo kumadokero, ngakuve namachira okudzikatirisa ana mamita makumi maviri namaviri kureba namapango gumi ane zvigadzikiro zvawo gumi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Hwasha hwenhandare iyoyo kumadokero, ngakuve namachira okudzikatirisa ana mamita makumi maviri namaviri kureba namapango gumi ane zvigadzikiro zvawo gumi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 “Kumucheto kworuvazhe, nechokumavirira, kunofanira kuva noupamhi hwamakubhiti makumi mashanu uye zvidzitiro zvakarembedzwa, namatanda gumi uye zvigadziko gumi. Viz kapitola |