Eksodo 26:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 ane zvigadzikiro zvawo zvesirivha zvinokwana makumi mana, pabango roga roga zvigadzikiro zviviri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 neɀigadziko ɀawo ɀesirveri ɀinamakumi manna, ɀigadziko ɀiʋiri pasi pepuraŋga rimŋe, neɀigadziko ɀiʋiri pasi perimŋe puraŋga. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 nezvigadziko zvawo zvesirivha zvina makumi mana, zvigadziko zviviri pasi pepuranga rimwe, nezvigadziko zviviri pasi perimwe puranga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 ane zvigadzikiro zvawo zvesirivha zvinokwana makumi mana, pabango roga roga zvigadzikiro zviviri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 ane zvigadzikiro zvawo zvesirivha zvinokwana makumi mana, pabango roga roga zvigadzikiro zviviri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 uye zvigadziko zvesirivha makumi mana. Zviviri zviri pasi pepuranga rimwe nerimwe. Viz kapitola |