Eksodo 26:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Unogadzirawo mapango makumi maviri okumisisa tendhe rinoera kumaodzanyemba, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Unofanira kuita mapuraŋga etabernakeri, mapuraŋga anamakumi maʋiri okurutiʋi rwezasi, anotarira zasi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Unofanira kuita mapuranga etabhenakeri, mapuranga ana makumi maviri kurutivi rwezasi, anotarira zasi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Unogadzirawo mapango makumi maviri okumisisa tendhe rinoera kumaodzanyemba, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Unogadzirawo mapango makumi maviri okumisisa tendhe rinoera kumaodzanyemba, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Uite mapuranga makumi maviri okurutivi rwezasi rwetabhenakeri Viz kapitola |