Eksodo 2:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Vakati, “Tanunurwawo nomumwe muIjipiti, adzinga vafudzi. Atotitekerawo mvura akapa zvipfuwo zvedu kuti zvinwe.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ʋakati: MuEgipita wakatirwira pamaʋoko aʋafudzi, akaticerera mvura, akanwisa makwai. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Vakati, “MuIjipiti akatirwira pamaoko avafudzi, akaticherera mvura, akanwisa makwai.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Vakati, “Tanunurwawo nomumwe muIjipiti, adzinga vafudzi. Atotitekerawo mvura akapa zvipfuwo zvedu kuti zvinwe.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Vakati, “Tanunurwawo nomumwe muIjipiti, adzinga vafudzi. Atotitekerawo mvura akapa zvipfuwo zvedu kuti zvinwe.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Vakapindura vakati, “Tanunurwa nomuIjipita kubva kuvafudzi. Abva aticherera mvura uye akanwisa zvipfuwo.” Viz kapitola |