Online Bible

- Reklamy -

Eksodo 16:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Vakachichengeta kusvikira mangwana sezvavakanga vaudzwa naMosesi, asi hachina kufuma chakaora kana kuita honye.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Ʋakaɀiʋiga kuȿikira maŋgwana, seɀaʋakaŋga ʋarairwa naMosesi; ɀino iɀo haɀina‐kunhuwa, nehonye hadzina‐kuzoʋa’mo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

24 Vakazviviga kusvikira mangwana, sezvavakanga varairwa naMosesi; zvino izvo hazvina kunhuwa, nehonye hadzina kuzovamo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Vakachichengeta kusvikira mangwana sezvavakanga vaudzwa naMosesi, asi hachina kufuma chakaora kana kuita honye.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 Vakachichengeta kusvikira mangwana sezvavakanga vaudzwa naMosesi, asi hachina kufuma chakaora kana kuita honye.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 Saka vakazvichengeta kusvikira mangwanani, sezvavakarayirwa naMozisi, uye hazvina kunhuhwa kana kuva namakonye mazviri.

Viz kapitola kopírovat

Eksodo 16:24

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy